Deuteronomy 14:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kudya pamberi paJehova Mŋari wako, panɀimbo yaacatsaura kugarisa zita rake’po, ɀegumi ɀeɀiyo ɀako, neɀewaini yako, neɀamafuta ako, neɀaʋana ʋemhoŋgora dzeŋombe dzako nedzamakwai ako, kuti udzidze kutya Jehova Mŋari wako ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Udye chegumi chezviyo, newaini itsva namafuta uye nezvibereko zvokutanga zvemombe dzako nezvamakwai ako pamberi paJehovha Mwari wako panzvimbo yaachasarudza kuti Zita rake rigarepo, kuitira kuti udzidze kutya Jehovha Mwari wako nguva dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uchindozvidyira pana Tenzi Mwari wako, panzvimbo yaachasarudza kuisa zita rake. Ipapo ndipo pauchadyira chegumi chembesanwa dzako nechewaini yako nechemafuta ako eorivhi, pamwechete nematangwe emombe dzako nezvimwe zvipfuwo zvako, kuitira kuti udzidze kuremekedza Tenzi Mwari wako nguva dzose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kudya pamberi paJehovha Mwari wako, panzvimbo yaachatsaura kugarisa zita rakepo, zvegumi zvezviyo zvako, nezvewaini yako, nezvamafuta ako, nezvavana vemhongora dzemombe dzako nedzamakwai ako, kuti udzidze kutya Jehovha Mwari wako nguva dzose.
Shona 2009?
Unofanira kudya pamberi paJehovha Mwari wako, panzvimbo yaachatsaura kugarisa zita rakepo, zvegumi zvezviyo zvako, nezvewaini yako, nezvamafuta ako, nezvavana vemhongora dzemombe dzako nedzamakwai ako, kuti udzidze kutya Jehovha Mwari wako nguva dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kudya pamberi paJehovha Mwari wako, panzvimbo yaachatsaura kugarisa zita rakepo, zvegumi zvezviyo zvako, nezvewaini yako, nezvamafuta ako, nezvavana vematangwe emombe dzako nedzamakwai ako, kuti udzidze kutya Jehovha Mwari wako nguva dzose.