Deuteronomy 14:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana nzira iri kuresa, ukasagona kuɀiȿitsa’ko, nokuti nɀimbo iyo yawakatsaurirwa naJehova Mŋari wako, kuti aise zita rake’po, iri kure newe, kana Jehova Mŋari wako akakuropafadza,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana nzvimbo yacho iri kure uye waropafadzwa naJehovha Mwari wako, uye usingagoni kutakura chegumi chako (nokuti nzvimbo ichasarudzwa naJehovha kuti Zita rake rigarepo iri kure),
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana nzvimbo iyoyo ichinge iri kure nomusha wako zvokuti haugoni kutakura zvegumi zvawakakomborerwa nazvo naTenzi Mwari wako uchienda nazvo ikoko zvaungaite ndezvizvi:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana nzira iri kuresa, ukasagona kuzvisvitsako, nokuti nzvimbo iyo yawakatsaurirwa naJehovha Mwari wako, kuti aise zita rakepo, iri kure newe, kana Jehovha Mwari wako akakuropafadza,
Shona 2009?
Kana nzira iri kuresa, ukasagona kuzvisvitsako, nokuti nzvimbo iyo yawakatsaurirwa naJehovha Mwari wako, kuti aise zita rakepo, iri kure newe, kana Jehovha Mwari wako akakuropafadza,
Shona SUB 2002 Bible
Kana nzira iri kuresa, ukasagona kuzvisvitsako, nokuti nzvimbo iyo yawakatsaurirwa naJehovha Mwari wako, kuti aise zita rakepo, iri kure newe, kana Jehovha Mwari wako akakuropafadza,