Deuteronomy 14:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye muRevi uri mukati mamasuʋo ako, usamukaŋganwa, nokuti haanomugoʋe kana nhaka newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye musazokanganwa vaRevhi vagere mumaguta enyu, nokuti havana mugove kana nhaka yavowo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usazorega kuva nehanya nevaRevhi vaugere navo mumaguta enyu, sezvovasina kupiwa mugove kana nhaka pakati penyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye muRevhi uri mukati mamasuo ako, usamukanganwa, nokuti haana mugove kana nhaka newe.
Shona 2009?
Uye muRevhi uri mukati mamasuo ako, usamukangamwa, nokuti haana mugove kana nhaka newe.
Shona SUB 2002 Bible
Uye muRevhi uri mukati mamasuwo ako, usamukanganwa, nokuti haana mugove kana nhaka newe.