Deuteronomy 14:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa dzose kana makore matatu apera, unofanira kuʋuya neɀegumi ɀose ɀeɀiɓereko ɀako ɀegore iro, ugoɀiceŋgeta mukati mamasuʋo ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panopera makore matatu oga oga, munofanira kuuya nezvegumi zvegore iroro uye mugozvichengetera mumaguta enyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Panenge pangopera makore matatu, unganidzai mumaguta enyu chegumi chezvamakawana gore iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguva dzose kana makore matatu apera, unofanira kuuya nezvegumi zvose zvezvibereko zvako zvegore iro, ugozvichengeta mukati mamasuo ako.
Shona 2009?
Nguva dzose kana makore matatu apera, unofanira kuuya nezvegumi zvose zvezvibereko zvako zvegore iro, ugozvichengeta mukati mamasuo ako.
Shona SUB 2002 Bible
Nguva dzose kana makore matatu apera, unofanira kuuya nezvegumi zvose zvezvibereko zvako zvegore iro, ugozvichengeta mukati mamasuwo ako.