Deuteronomy 14:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muRevi, ɀaasinomugoʋe kana nhaka newe, nomŋeni, nenherera, necirikadzi, ʋari mumasuʋo ako, ʋanofanira kuʋuya kuzodya, ʋagute; kuti Jehova Mŋari wako akuropafadze pamaɓasa ose aunoita namaʋoko ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti vaRevhi (avo vasina mugove kana nhaka yavowo) uye nomweni, nherera nechirikadzi vanogara mumaguta enyu, vauye vagodya vachiguta, uye kuitira kuti Jehovha Mwari wenyu akuropafadzei pamabasa ose amaoko enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaRevhi sezvo vasina mugove kana nhaka pakati penyu saka ivo pamwechete navatorwa nenherera nechirikadzi dzigere mumaguta enyu vangauye zvavo kuzodya vachiguta, kuti Tenzi Mwari wenyu akukomborerei pabasa ramunobata namaoko enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muRevhi, zvaasina mugove kana nhaka newe, nomweni, nenherera, nechirikadzi, vari mumasuo ako, vanofanira kuuya kuzodya, vagute; kuti Jehovha Mwari wako akuropafadze pamabasa ose aunoita namaoko ako.
Shona 2009?
Zvino muRevhi, zvaasina mugove kana nhaka newe, nomweni, nenherera, nechirikadzi, vari mumasuo ako, vanofanira kuuya kuzodya, vagute; kuti Jehovha Mwari wako akuropafadze pamabasa ose aunoita namaoko ako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muRevhi, zvaasina mugove kana nhaka newe, nomweni, nenherera, nechirikadzi, vari mumasuwo ako, vanofanira kuuya kuzodya, vagute; kuti Jehovha Mwari wako akuropafadze pamabasa ose aunoita namaoko ako.