Deuteronomy 14:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhuka ipi neipi inamahwanda akaparadzana, inetsoka dzakaparadzana, inodzeva ndidzo dzamuŋgadya henyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mungadya henyu mhuka ipi neipi ina mahwanda akaparadzana kuita maviri uye inodzeya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukati memhuka yose ine zondo rakapararana richiita mativi maviri, iriwo mhuka inozeya, ndiyo yamungadye zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhuka ipi neipi ina mahwanda akaparadzana, ine tsoka dzakaparadzana, inodzeya, ndidzo dzamungadya henyu.
Shona 2009?
Mhuka ipi neipi ina mahwanda akaparadzana, ine tsoka dzakaparadzana, inodzeya, ndidzo dzamungadya henyu.
Shona SUB 2002 Bible
Mhuka ipi neipi ina mahwanda akaparadzana, ine tsoka dzakaparadzana, inodzeya, ndidzo dzamungadya henyu.