Deuteronomy 14:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neŋguruʋe; nokuti inamahwanda akaparadzana, asi haidzeyi; haina‐kunaka kwamuri; musadya nyama yadzo, ʋuye musaɓata ɀitunha ɀadzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguruvewo haina kuchena; kunyange zvayo ina mahwanda akaparadzana, haidzeyi. Hamufaniri kudya nyama yadzo kana kubata zvitunha zvadzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musadye nguruve nokuti kunyange zvadzo dziine zondo rakapararana hadzizeyi, dzakan'ora kwamuri. Musadye nyama yadzo kana kubata zvitunha zvadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenguruve; nokuti ina mahwanda akaparadzana, asi haidzeyi; haina kunaka kwamuri; musadya nyama yadzo, uye musabata zvitunha zvadzo.
Shona 2009?
nenguruve; nokuti ina mahwanda akaparadzana, asi haidzeyi; haina kunaka kwamuri; musadya nyama yadzo, uye musabata zvitunha zvadzo.
Shona SUB 2002 Bible
nenguruve; nokuti ina mahwanda akaparadzana, asi haidzeyi; haina kunaka kwamuri; musadya nyama yadzo, uye musabata zvitunha zvadzo.