Deuteronomy 15:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi usaʋa naʋarombo pakati pako (nokuti ɀirokwaɀo, Jehova ucakuropafadza panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako, kuti iʋe nhaka yako),
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, hapafaniri kuva nomurombo pakati penyu, nokuti munyika iyo Jehovha Mwari wenyu yaari kukupai kuti ive yenyu senhaka, achakuropafadzai kwazvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Hapachazovi nomurombo pakati penyu nokuti Tenzi achanyatsokukomborerai munyika yamuri kupiwa naTenzi Mwari wenyu kuti ive nhaka yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi usava navarombo pakati pako (nokuti zvirokwazvo, Jehovha uchakuropafadza panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive nhaka yako),
Shona 2009?
"Asi usava navarombo pakati pako (nokuti zvirokwazvo, Jehovha uchakuropafadza panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive nhaka yako),
Shona SUB 2002 Bible
“Asi usava navarombo pakati pako (nokuti zvirokwazvo, Jehovha uchakuropafadza panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive nhaka yako),