Deuteronomy 15:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana kunomurombo kwauri, mumŋe wehama dzako, mukati mamasuʋo api naapi panyika yako, yaunopiwa naJehova Mŋari wako, usatsuŋgira hama yako murombo, kana kumufumbatirira ruʋoko rwako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana pane murombo pakati pehama dzenyu mune ripi zvaro guta renyika iyo Jehovha ari kukupai musaomesa mwoyo kana kupfumbatira ruoko kuhama yenyu inoshayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana pakati penyu pane murombo ari hama yako muIsiraeri muguta renyu ripi zvaro munyika yenyu yamunopiwa naTenzi Mwari wenyu musaomesere mwoyo, kana kutadza kutambanudzira ruoko muchipawo hama yenyu murombo iyeyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana kuno murombo kwauri, mumwe wehama dzako, mukati mamasuo api naapi panyika yako, yaunopiwa naJehovha Mwari wako, usatsungira hama yako murombo, kana kumupfumbatirira ruoko rwako;
Shona 2009?
"Kana kuno murombo kwauri, mumwe wehama dzako, mukati mamasuo api naapi panyika yako, yaunopiwa naJehovha Mwari wako, usatsungira hama yako murombo, kana kumupfumbatirira ruoko rwako;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana kuno murombo kwauri, mumwe wehama dzako, mukati mamasuwo api naapi panyika yako, yaunopiwa naJehovha Mwari wako, usatsungira hama yako murombo, kana kumupfumbatirira ruoko rwako;