Deuteronomy 16:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raŋgarira mŋedzi weAbibi, udye paseka yaJehova Mŋari wako nawo; nokuti nomŋedzi weAbibi Jehova Mŋari wako wakakuɓuɗisa panyika yeEgipita ʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rangarira mwedzi waAbhibhi upemberere Pasika yaJehovha Mwari wako, nokuti mumwedzi waAbhibhi akakubudisa kubva muIjipiti usiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rangarira mwedzi waAbhibhi ugoita Mabiko ePasika yaTenzi Mwari wako nokuti mumwedzi waAbhibhi Tenzi Mwari wako akakuburitsa muIjipiti nousiku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Rangarira mwedzi weAbhibhi, udye Pasika yaJehovha Mwari wako nawo; nokuti nomwedzi weAbhibhi Jehovha Mwari wako wakakubudisa panyika yeIjipiti usiku.
Shona 2009?
"Rangarira mwedzi weAbhibhi, udye Pasika yaJehovha Mwari wako nawo; nokuti nomwedzi weAbhibhi Jehovha Mwari wako wakakubudisa panyika yeIjipiti usiku.
Shona SUB 2002 Bible
“Rangarira mwedzi weAbhibhi, udye Pasika yaJehovha Mwari wako nawo; nokuti nomwedzi weAbhibhi Jehovha Mwari wako wakakubudisa panyika yeIjipiti usiku.