Deuteronomy 16:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuraŋgarira kuti iwe wakaŋga uri muranda paEgipita; unofanira kuceŋgeta nokuita iɀi ɀakatemŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rangarirai kuti maiva varanda muIjipiti, uye muchenjerere kuchengeta mirayiro iyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rangarira kuti waiva muranda muIjipiti, saka chenjerera kuchengeta mirao iyoyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kurangarira kuti iwe wakanga uri muranda paIjipiti; unofanira kuchengeta nokuita izvi zvakatemwa.
Shona 2009?
Unofanira kurangarira kuti iwe wakanga uri muranda paIjipiti; unofanira kuchengeta nokuita izvi zvakatemwa.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kurangarira kuti iwe wakanga uri muranda muIjipiti; unofanira kuchengeta nokuita izvi zvakatemwa.