Deuteronomy 16:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kutamba mutambo wamatumba mazuʋa manomŋe, kana wapedza kuʋuŋganidza ɀose ɀapaɓuriro rako neciȿiniro cako cewaini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Upemberere Mutambo waMatumba mazuva manomwe mushure mokunge wapedza kuunganidza zvawawana paburiro rako napachisviniro chako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munofanira kuchengeta Mazuva Makuru aMatumba kwamazuva manomwe mapedza kupura nokusvina magirepisi enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unofanira kutamba mutambo wamatumba mazuva manomwe, kana wapedza kuunganidza zvose zvapaburiro rako nechisviniro chako chewaini.
Shona 2009?
"Unofanira kutamba mutambo wamatumba mazuva manomwe, kana wapedza kuunganidza zvose zvapaburiro rako nechisviniro chako chewaini.
Shona SUB 2002 Bible
“Unofanira kutamba mutambo wamatumba mazuva manomwe, kana wapedza kuunganidza zvose zvapaburiro rako nechisviniro chako chewaini.