Deuteronomy 16:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuɀitsaurira ʋatoŋgi naʋakuru mukati mamasuʋo ako, aunopiwa naJehova Mŋari wako, namarudzi ako; iʋo ʋanofanira kutoŋga ʋanhu nokutoŋga kwakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gadzai vatongi navakuru kurudzi rumwe norumwe rwenyu muguta rimwe nerimwe ramuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, uye vagotonga vanhu nokutonga kwakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanira kusarudza vatongi namakurukota mumaguta ako ose aunopiwa naTenzi Mwari wako mudzinza nedzinza. Ngavaite ruenzaniso pakutonga kwavanoita vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unofanira kuzvitsaurira vatongi navakuru mukati mamasuo ako, aunopiwa naJehovha Mwari wako, namarudzi ako; ivo vanofanira kutonga vanhu nokutonga kwakarurama.
Shona 2009?
"Unofanira kuzvitsaurira vatongi navakuru mukati mamasuo ako, aunopiwa naJehovha Mwari wako, namarudzi ako; ivo vanofanira kutonga vanhu nokutonga kwakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
“Unofanira kuzvitsaurira vatongi navakuru mukati mamasuwo ako, aunopiwa naJehovha Mwari wako, namarudzi ako; ivo vanofanira kutonga vanhu nokutonga kwakarurama.