Deuteronomy 16:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haufaniri kuɓayira paseka mukati merimŋe ramasuʋo ako, aunopiwa naJehova Mŋari wako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamufaniri kubayira Pasika mune ripi zvaro ramaguta amunopiwa naJehovha Mwari wenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamaguta ose aunopiwa naTenzi Mwari wako, haubvumirwi kupira chibayiro chePasika muguta rose rose zvaro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Haufaniri kubayira Pasika mukati merimwe ramasuo ako, aunopiwa naJehovha Mwari wako;
Shona 2009?
"Haufaniri kubayira Pasika mukati merimwe ramasuo ako, aunopiwa naJehovha Mwari wako;
Shona SUB 2002 Bible
“Haufaniri kubayira Pasika mukati merimwe ramasuwo ako, aunopiwa naJehovha Mwari wako;