Deuteronomy 16:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuʋereŋga maviki manomŋe; kubva paŋguʋa yaunotaŋga kukohwa ɀiyo ɀigere kukohiwa, unofanira kuʋereŋga maviki manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Verengai mavhiki manomwe kubva panguva yamunotanga kucheka gorosi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanira kuverenga mavhiki manomwe, utange kuaverenga kubvira panguva yaunotanga kusimudzira jeko kucheka mbesa dzako mumunda,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unofanira kuverenga mavhiki manomwe; kubva panguva yaunotanga kukohwa zviyo zvigere kukohiwa, unofanira kuverenga mavhiki manomwe.
Shona 2009?
"Unofanira kuverenga mavhiki manomwe, kubva panguva yaunotanga kukohwa zviyo zvigere kukohiwa, unofanira kuverenga mavhiki manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Unofanira kuverenga mavhiki manomwe; kubva panguva yaunotanga kukohwa zviyo zvigere kukohiwa, unofanira kuverenga mavhiki manomwe.