Deuteronomy 17:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaɓayira Jehova Mŋari wako ŋombe kana gwai rakaremara, kana rinecakaipa cipi necipi; nokuti iɀo ɀinonyaŋgadza Jehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musabayira Jehovha Mwari wenyu mombe kana gwai rine chakaipa pariri kana rakaremara, nokuti izvozvo zvinomunyangadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usape Tenzi Mwari wako chibayiro chemombe kana chehwai ine chimwe chinoshoreka pairi kana ine chimwe chakaremara nokuti zvakadaro izvo zvinhu zvisingambodiwa naTenzi Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usabayira Jehovha Mwari wako mombe kana gwai rakaremara, kana rine chakaipa chipi nechipi; nokuti izvo zvinonyangadza Jehovha Mwari wako.
Shona 2009?
"Usabayira Jehovha Mwari wako mombe kana gwai rakaremara, kana rine chakaipa chipi nechipi; nokuti izvo zvinonyangadza Jehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
“Usabaira Jehovha Mwari wako mombe kana gwai rakaremara, kana rine chakaipa chipi nechipi; nokuti izvo zvinonyangadza Jehovha Mwari wako.