Deuteronomy 17:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
unofanira kuita nomurairo waʋanokuraira, ʋuye nokutoŋga kwaʋanokuʋudza; haufaniri kutsauka kana kurudyi kana kuruɓoshwe, pakutoŋga kwaʋacakuratidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muite maererano nomurayiro wavanokudzidzisai uye nokutonga kwavanokuudzai. Hamufaniri kutsauka kubva pane zvavanokuudzai, kurudyi kana kuruboshwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tevedzai zvavanokurongerai nomazvo, muite zvavanenge vati muite musingatsaudzire moita zvomusoro wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
unofanira kuita nomurayiro wavanokuraira, uye nokutonga kwavanokuudza; haufaniri kutsauka kana kurudyi kana kuruboshwe, pakutonga kwavachakuratidza.
Shona 2009?
unofanira kuita nomurayiro wavanokuraira, uye nokutonga kwavanokuudza; haufaniri kutsauka kana kurudyi kana kuruboshwe, pakutonga kwavachakuratidza.
Shona SUB 2002 Bible
unofanira kuita nomurairo wavanokuraira, uye nokutonga kwavanokuudza; haufaniri kutsauka kana kurudyi kana kuruboshwe, pakutonga kwavachakuratidza.