Deuteronomy 17:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unoita nokuɀikudza, asiŋgaɗi kuterera muprista unomira’po pakushumira Jehova Mŋari wako, kana mutoŋgi, munhu uyo unofanira kufa; iwe unofanira kubvisa ɀakaipa pakati paIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anozvidza mutongi kana muprista anomira achishumira pamberi paJehovha Mwari wenyu anofanira kufa. Munofanira kubvisa chakaipa muIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anenge azvitutumadza asingateerere mupristi anenge ari ipapo pabasa raTenzi Mwari wako kana kuteerera mutongi, munhu iyeyo ngaafe naizvozvo unobva wabvisa huipi hwakadai muIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu unoita nokuzvikudza, asingadi kuteerera mupristi unomirapo pakushumira Jehovha Mwari wako, kana mutongi, munhu uyo anofanira kufa; iwe unofanira kubvisa zvakaipa pakati paIsiraeri.
Shona 2009?
Munhu unoita nokuzvikudza, asingadi kuteerera muprista unomirapo pakushumira Jehovha Mwari wako, kana mutongi, munhu uyo anofanira kufa; iwe unofanira kubvisa zvakaipa pakati paIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu unoita nokuzvikudza, asingadi kuteerera mupristi unomirapo pakushumira Jehovha Mwari wako, kana mutongi, munhu uyo anofanira kufa; iwe unofanira kubvisa zvakaipa pakati paIsiraeri.