Deuteronomy 17:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inofanira kugara naye, kuti araʋe’mo mazuʋa ose oʋupenyu bgake; kuti adzidze kutya Jehova Mŋari wake, nokuceŋgeta mashoko ose omurairo uyu neɀakatemŋa iɀi, kuti aɀiite;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kugara naro uye anofanira kuriverenga mazuva ose oupenyu hwake kuitira kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake uye agochenjerera kutevera mashoko ose omurayiro uyu nemitemo iyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
agare naro, ariverenge mazuva ose oupenyu hwake. Ndizvo zvinozoita kuti adzidze kutya Tenzi Mwari wake, achengete zvinorehwa nomutemo uyu nemirao iyi azviite.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
inofanira kugara naye, kuti aravemo mazuva ose oupenyu hwake; kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake, nokuchengeta mashoko ose omurayiro uyu nezvakatemwa izvi, kuti azviite;
Shona 2009?
inofanira kugara naye, kuti aravemo mazuva ose oupenyu hwake; kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake, nokuchengeta mashoko ose omurayiro uyu nezvakatemwa izvi, kuti azviite;
Shona SUB 2002 Bible
inofanira kugara naye, kuti aravemo mazuva ose oupenyu hwake; kuti adzidze kutya Jehovha Mwari wake, nokuchengeta mashoko ose omurairo uyu nezvakatemwa izvi, kuti azviite;