Deuteronomy 17:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokupupura kweɀapupu ɀiʋiri kana ɀitatu iye unofanira kufa, ŋgaaʋurawe; nokupupura kwecapupu cimŋe ŋgaarege kuʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokupupura kwezvapupu zviviri kana zvitatu munhu achaurayiwa, asi hapana munhu anofanira kuurayiwa nokupupura kwechapupu chimwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anenge achifanira kufa angaurayiwe chete kana paine umboo hwezvapupu zviviri kana zvitatu. Munhu haaurayiwe kana pachingova nechapupu chimwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokupupura kwezvapupu zviviri kana zvitatu iye unofanira kufa, ngaaurawe; nokupupura kwechapupu chimwe ngaarege kuurawa.
Shona 2009?
Nokupupura kwezvapupu zviviri kana zvitatu iye unofanira kufa, ngaaurawe; nokupupura kwechapupu chimwe ngaarege kuurawa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokupupura kwezvapupu zviviri kana zvitatu iye unofanira kufa, ngaauraiwe; nokupupura kwechapupu chimwe ngaarege kuurayiwa.