Deuteronomy 17:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uende kuʋaprista ʋaRevi, nokumutoŋgi ucaʋa’po pamazuʋa iwayo, uʋabvunze; iʋo ʋacakuziʋisa kutoŋga kwakafanira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Endai kuvaprista, vanova vaRevhi uye kuvatongi vanenge vachitonga panguva iyoyo. Muvabvunze uye ivo vachakuudzai mutongo wakafanira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuvapristi, vechiRevhi nokumutongi anenge ariko mazuva iwayo, muvasumire nyaya iyoyo vachatema chirango kana kukutaurirai kuti pane mhosva here kana kuti hapana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uende kuvapristi vaRevhi, nokumutongi uchavapo pamazuva iwayo, ubvunze; ivo vachakuzivisa kutonga kwakafanira.
Shona 2009?
uende kuvaprista vaRevhi, nokumutongi uchavapo pamazuva iwayo, ubvunze; ivo vachakuzivisa kutonga kwakafanira.
Shona SUB 2002 Bible
uende kuvapristi vaRevhi, nokumutongi uchavapo pamazuva iwayo, ubvunze; ivo vachakuzivisa kutonga kwakafanira.