Deuteronomy 18:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋaRevi, norudzi rwose rwaRevi, haʋafaniri kuʋa nomugoʋe kana nhaka pamŋe cete naIsraeri; ʋanofanira kudya ɀipiriso ɀaJehova ɀinopiswa nenhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista vanova vaRevhi, zvirokwazvo rudzi rwose rwaRevhi, havafaniri kuva nomugove kana nhaka pamwe chete neIsraeri. Vachararama nezvipiriso zvinopiswa zvaJehovha, nokuti ndiyo nhaka yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vapristi vechiRevhi vose zvavo vedzinza raRevhi havafaniri kuva nomugove kana nhaka yenyika pakati pevaIsiraeri. Chokudya chavo chinobva pamipiro inoita zvokupiswa kuna Tenzi nezvimwe zvaanopirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vapristi vaRevhi, norudzi rwose rwaRevhi, havafaniri kuva nomugove kana nhaka pamwechete naIsiraeri; vanofanira kudya zvipiriso zvaJehovha zvinopiswa nenhaka yake.
Shona 2009?
"Vaprista vaRevhi, norudzi rwose rwaRevhi, havafaniri kuva nomugove kana nhaka pamwechete naIsiraeri, vanofanira kudya zvipiriso zvaJehovha zvinopiswa nenhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
“Vapristi vaRevhi, norudzi rwose rwaRevhi, havafaniri kuva nomugove kana nhaka pamwechete naIsiraeri; vanofanira kudya zvipiriso zvaJehovha zvinopiswa nenhaka yake.