Deuteronomy 18:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana ŋaŋga, kana unobvunza maȿikiro, kana muʋuki, kana unobvunza ʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana anoita zvoun'anga, kana anotenda zvamasvikiro kana anobvunza vakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana anoita mapipi, kana kuva svikiro, kana ane shave rouroyi, kana anobvunzira kumidzimu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana n'anga, kana unobvunza masvikiro, kana muuki, kana unobvunza vakafa.
Shona 2009?
kana n'anga, kana unobvunza masvikiro, kana muuki, kana unobvunza vakafa.
Shona SUB 2002 Bible
kana n'anga, kana unobvunza masvikiro, kana muuki, kana unobvunza vakafa.