Deuteronomy 18:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuʋa wakarurama pamberi paJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unofanira kuva wakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka imi rambai muri pachokwadi muchitevera Tenzi Mwari wenyu musina chinongo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuva wakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
Unofanira kuva wakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuva wakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.