Deuteronomy 18:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kwandiri: Ɀose ɀaʋakareʋa, ʋakataura haʋo ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Zvavataura zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ndokunditi, ‘Zvavataura zvose izvi zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kwandiri, ‘Zvose zvavakareva, vakataura havo zvakanaka.
Shona 2009?
Jehovha akati kwandiri, `Zvose zvavakareva, vakataura havo zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kwandiri, ‘Zvose zvavakareva, vakataura havo zvakanaka.