Deuteronomy 18:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋafaniri kuʋa nenhaka pakati pehama dzaʋo; Jehova ndiye nhaka yaʋo, seɀaakataura kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havazovi nenhaka pakati pehama dzavo: Jehovha ndiye nhaka yavo sezvaakavavimbisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavarege kuva nenhaka yenyika pakati pehama dzavo, Tenzi ndiye nhaka yavo sezvaakavatsidzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havafaniri kuva nenhaka pakati pehama dzavo; Jehovha ndiye nhaka yavo, sezvaakataura kwavari.
Shona 2009?
Havafaniri kuva nenhaka pakati pehama dzavo; Jehovha ndiye nhaka yavo, sezvaakataura kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Havafaniri kuva nenhaka pakati pehama dzavo; Jehovha ndiye nhaka yavo, sezvaakataura kwavari.