Deuteronomy 18:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muprofita aciŋge ataura muzita raJehova, cinhu ico cikasaitika, cikasaʋa’po, ndico cinhu cisina‐kutaurwa naJehova; muprofita wakaritaura aciɀikudza, haufaniri kumutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zvakataurwa nomuprofita muzita raJehovha zvikasaitika kana zvikasava chokwadi, shoko iroro harina kutaurwa naJehovha. Muprofita iyeye ataura zvomusoro wake. Musamutya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana muporofita akataura chinhu muzita raTenzi, chinhu chacho chikarega kuzoitika kana kuzovapo, ndicho chinhu chinenge chisina kutaurwa naTenzi. Muporofita iyeyo anenge akangotaura zvomusoro wake, regai kumutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muporofita achinge ataura muzita raJehovha, chinhu icho chikasaitika, chikasavapo, ndicho chinhu chisina kutaurwa naJehovha; muporofita wakaritaura achizvikudza, haufaniri kumutya.
Shona 2009?
Kana muporofita achinge ataura muzita raJehovha, chinhu icho chikasaitika, chikasavapo, ndicho chinhu chisina kutaurwa naJehovha; muporofita wakaritaura achizvikudza, haufaniri kumutya.
Shona SUB 2002 Bible
Kana muporofita achinge ataura muzita raJehovha, chinhu icho chikasaitika, chikasavapo, ndicho chinhu chisina kutaurwa naJehovha; muporofita wakaritaura achizvikudza, haufaniri kumutya.