Deuteronomy 18:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiɀo ɀinofanira kupiwa ʋaprista naʋanhu, naiʋo ʋanoʋuya neciɓayiro, kana iri nzombe kana gwai; ʋanofanira kupa muprista ɓandauko, neshaya mbiri, nesusu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyu ndiwo mugove wakafanira vaprista kubva kuvanhu vanobayira nzombe kana gwai: bandauko neshaya dzacho uye nezvemukati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Izvi ndizvo zvinofanira kupiwa vapristi zvichibva pane zvinopirwa navanhu ingave iri mombe kana hwai, ngavape mupristi bandauko neshaya mbiri nenyama yamakuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino ndizvo zvinofanira kupiwa vapristi navanhu, naivo vanouya nechibayiro, kana iri nzombe kana gwai; vanofanira kupa mupristi bandauko, neshaya mbiri, nesusu.
Shona 2009?
"Zvino ndizvo zvinofanira kupiwa vaprista navanhu, naivo vanouya nechibayiro, kana iri nzombe kana gwai; vanofanira kupa muprista bandauko, neshayambiri, nesusu.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino ndizvo zvinofanira kupiwa vapristi navanhu, naivo vanouya nechibayiro, kana iri nzombe kana gwai; vanofanira kupa mupristi bandauko, neshaya mbiri, nesusu.