Deuteronomy 18:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova Mŋari wako wakamutsaura iye pakati pamarudzi ako ose, kuti amire acishumira nezita raJehova, iye, naʋanakomana ʋake nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Jehovha Mwari wenyu akavasarudza ivo nezvizvarwa zvavo, kubva pakati pamarudzi ose kuti vamire vachishumira muzita raJehovha nguva dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti Tenzi Mwari wako akasarudza iye navana vake pamadzinza enyu ose kuti vamiririre Tenzi vachishanda muzita rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha Mwari wako wakamutsaura iye pakati pamarudzi ako ose, kuti amire achishumira nezita raJehovha, iye, navanakomana vake nokusingaperi.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha Mwari wako wakamutsaura iye pakati pamarudzi ako ose, kuti amire achishumira nezita raJehovha, iye, navanakomana vake nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha Mwari wako wakamutsaura iye pakati pamarudzi ako ose, kuti amire achishumira nezita raJehovha, iye, navanakomana vake nokusingaperi.