Deuteronomy 18:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana muRevi akabva kunerimŋe ramasuʋo ako maIsraeri mose, kwaagere, akaʋuya nomŋoyo wake wose kunɀimbo icatsaurwa naJehova,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muRevhi akabva mune rimwe ramaguta enyu, kupi zvako muIsraeri kwaanenge achigara, uye akauya nomwoyo wake wose kunzvimbo ichasarudzwa naJehovha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana muRevhi achida zvake angabve mune rimwe guta reIsiraeri yose maagere, achiuya kunzvimbo ichasarudzwa naTenzi Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana muRevhi akabva kune rimwe ramasuo ako muIsiraeri mose, kwaagere, akauya nomwoyo wake kunzvimbo ichatsaurwa naJehovha,
Shona 2009?
"Zvino kana muRevhi akabva kune rimwe ramasuo ako muIsiraeri mose, kwaagere, akauya nomoyo wake kunzvimbo ichatsaurwa naJehovha,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana muRevhi akabva kwaagere kune rimwe ramasuwo ako muIsiraeri mose, kwaagere, akauya nomwoyo wake kunzvimbo ichatsaurwa naJehovha,