Deuteronomy 18:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanofanira kupiwa migoʋe yakaenzana yeɀokudya, kunze kweɀaakawana pakuteŋgesa nhaka yamadziɓaɓa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anofanira kuwana mugove wakaenzana newavo, kunyange zvake akawana mari paakatengesa nhaka yemhuri yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane zvokudya ngavapiwe migove yakaenzana tisingataure zvavanowana panotengeswa zvinhu zvenhaka dzamadzibaba avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanofanira kupiwa migove yakaenzana yezvokudya, kunze kwezvaakawana pakutengesa nhaka yamadzibaba ake.
Shona 2009?
Vanofanira kupiwa migove yakaenzana yezvokudya, kunze kwezvaakawana pakutengesa nhaka yamadzibaba ake.Havafaniri kutevera tsika dzavahedheni
Shona SUB 2002 Bible
Vanofanira kupiwa migove yakaenzana yezvokudya, kunze kwezvaakawana pakutengesa nhaka yamadzibaba ake.