Deuteronomy 18:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana waȿika munyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako, usadzidza kuteʋera ɀinonyaŋgadza ɀendudzi idzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchinge mapinda munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, musadzidzira kutevedzera nzira dzinonyangadza dzendudzi dzirimo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana wazosvika munyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako rega kutevedzera tsika dzinosemesa dzinoitwa namarudzi avanhu ivavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana wasvika munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, usadzidza kutevera zvinonyangadza zvendudzi idzo.
Shona 2009?
"Zvino kana wasvika munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, usadzidza kutevera zvinonyangadza zvendudzi idzo.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana wasvika munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, usadzidza kutevera zvinonyangadza zvendudzi idzo.