Deuteronomy 19:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana Jehova Mŋari wako aciparadza ndudzi dzaunopiwa nyika yadzo naJehova Mŋari wako, iwe ukapinda panɀimbo yaʋo, ukagara mumaguta aʋo nomudzimba dzaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana Jehovha Mwari wenyu aparadza ndudzi dzaari kukupai nyika yadzo, uye kana muchinge madzidzinga mukagara mumaguta avo nedzimba dzavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana Tenzi Mwari wako akudzingira marudzi ane nyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako, ukange wavatorera nyika wogara mumaguta avo nomudzimba dzavo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana Jehovha Mwari wako achiparadza ndudzi dzaunopiwa nyika yadzo naJehovha Mwari wako, iwe ukapinda panzvimbo yavo, ukagara mumaguta avo nomudzimba dzavo;
Shona 2009?
"Zvino kana Jehovha Mwari wako achiparadza ndudzi dzaunopiwa nyika yadzo naJehovha Mwari wako, iwe ukapinda panzvimbo yavo, ukagara mumaguta avo nomudzimba dzavo;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana Jehovha Mwari wako achiparadza ndudzi dzaunopiwa nyika yadzo naJehovha Mwari wako, iwe ukapinda panzvimbo yavo, ukagara mumaguta avo nomudzimba dzavo;