Deuteronomy 19:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana munhu upi noupi akaʋeŋga wokwake, akamuʋandira, akamumukira, ndokumuroʋa akafa, kana iye akatizira kunerimŋe ramaguta awa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana munhu achivenga muvakidzani wake akamuvandira, akamurova uye akamuuraya, akatizira kune rimwe ramaguta aya,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana munhu achivenga mumwe wake akamuhwandira akamurwisa akamukuvadza zvakaipisisa akafa, nyakumuuraya akatizira kune rimwe ramaguta aya,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana munhu upi noupi akavenga wokwake, akamuvandira, akamumukira, ndokumurova akafa, kana iye akatizira kune rimwe ramaguta awa;
Shona 2009?
"Asi kana munhu upi noupi akavenga wokwake, akamuvandira, akamumukira, ndokumurova akafa, kana iye akatizira kune rimwe ramaguta awa;
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana munhu upi noupi akavenga wokwake, akamuvandira, akamumukira, ndokumurova akafa, kana iye akatizira kune rimwe ramaguta aya;