Deuteronomy 19:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usashandura miganho yowokwako, yakatarwa naʋekare, panhaka yako yaucazopiwa, panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako, kuti iʋe yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musabvisa dombo romuganhu nomuvakidzani wenyu, rakaiswa nevakakutangirai munhaka yamunogamuchira munyika yamunopiwa naJehovha Mwari wenyu kuti ive yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usasudurudze chitata chamabwe chomuganho womunda womumwe wako chakaiswa navakuru vekare mumana rako munyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usashandura miganhu yowokwako, yakatarwa navekare, panhaka yako yauchazopiwa, panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive yako.
Shona 2009?
"Usashandura miganhu yowokwako, yakatarwa navekare, panhaka yako yauchazopiwa, panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive yako.
Shona SUB 2002 Bible
“Usashandura miganhu yowokwako, yakatarwa navekare, panhaka yako yauchazopiwa, panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ive yako.