Deuteronomy 19:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Capupu cimŋe hacifaniri kupupurira munhu pacinhu cakaipa cipi necipi, kana ciʋi cipi necipi, ciri ciʋi cipi necipi caakatadza; shoko rinofanira kusimbiswa neɀapupu ɀiʋiri kana ɀitatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chapupu chimwe chete hachifaniri kupupurira munhu kuti agobatwa nemhosva yokupupura mhaka, kunyange dai akapara mhaka. Nyaya inofanira kusimbiswa nouchapupu hwevaviri kana vatatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munhu haanganzi ane mhosva noumboo hwechapupu chimwechete pamhosva ipi neipi yaanonzi akapara kana akakanganisa. Panotosungirwa kuva nezvapupu zviviri kana zvitatu kuti anzi ane mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Chapupu chimwe hachifaniri kupupurira munhu pachinhu chakaipa chipi nechipi, kana chivi chipi nechipi, chiri chivi chipi nechipi chaakatadza; shoko rinofanira kusimbiswa nezvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona 2009?
"Chapupu chimwe hachifaniri kupupurira munhu pachinhu chakaipa chipi nechipi, kana chivi chipi nechipi, chiri chivi chipi nechipi chaakatadza; shoko rinofanira kusimbiswa nezvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona SUB 2002 Bible
“Chapupu chimwe hachifaniri kupupurira munhu pachinhu chakaipa chipi nechipi, kana chivi chipi nechipi, chiri chivi chipi nechipi chaakatadza; shoko rinofanira kusimbiswa nezvapupu zviviri kana zvitatu.