Deuteronomy 19:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndinokuraira, ndiciti: Unofanira kuɀitsaurira maguta matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndokusaka ndichikurayirai kuti muzvitsaurire maguta matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka ndichikutii munofanira kuzvitsaurira maguta matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndinokuraira, ndichiti, ‘Unofanira kuzvitsaurira maguta matatu.’
Shona 2009?
Saka ndinokuraira, ndichiti, `Unofanira kuzvitsaurira maguta matatu.'
Shona SUB 2002 Bible
Saka ndinokuraira, ndichiti, ‘Unofanira kuzvitsaurira maguta matatu.’