Deuteronomy 19:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana Jehova Mŋari wako acizokurisa nyika yako, seɀaakapikira madziɓaɓa ako, akakupa nyika yose yaakapikira madziɓaɓa ako, kuti ucaʋapa iyo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana Jehovha Mwari wenyu achinge azokurisa nyika yenyu, sezvaakavimbisa madzitateguru enyu nemhiko, uye kana achinge akupai nyika yose yaakavimbisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana Tenzi Mwari wako azokudza-kudza nyika sokutsidza kwaakaitira madzitateguru ako achikupa nyika yose yaakati achavapa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana Jehovha Mwari wako achizokurisa nyika yako, sezvaakapikira madzibaba ako, akakupa nyika yose yaakapikira madzibaba ako, kuti uchavapa iyo;
Shona 2009?
"Zvino kana Jehovha Mwari wako achizokurisa nyika yako, sezvaakapikira madzibaba ako, akakupa nyika yose yaakapikira madzibaba ako, kuti uchavapa iyo;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana Jehovha Mwari wako achizokurisa nyika yako, sezvaakapikira madzibaba ako, akakupa nyika yose yaakapikira madzibaba ako, kuti uchavapa iyo;