Deuteronomy 19:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana ukaceŋgeta murairo uyu wose nokuuita, uyu wandinokuraira nhasi, kuti uɗe Jehova Mŋari wako, nokufamba munzira dzake, ŋguʋa dzose; ipapo unofanira kuzowedzera ɀe mamŋe maguta matatu kunawawa matatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti mukachenjerera kutevera mirayiro iyi yose yandinokurayirai nhasi, kuti mude Jehovha Mwari wenyu uye mufambe munzira dzake nguva dzose, ipapo munofanira kutsaura maguta matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokungewoka watochengeta mitemo iyoyi yose yandiri kukuudza nhasi uno uchida Tenzi Mwari wako, uchifamba munzira dzake dzose nguva dzose. Ipapo ndopaunofanira kunge wowedzera mamwe maguta matatu pamatatu aye aye
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana ukachengeta murayiro uyu wose nokuuita, uyu wandinokuraira nhasi, kuti ude Jehovha Mwari wako nokufamba munzira dzake, nguva dzose; ipapo unofanira kuzowedzerazve mamwe maguta matatu kuna awa matatu;
Shona 2009?
kana ukachengeta murayiro uyu wose nokuuita, uyu wandinokuraira nhasi, kuti ude Jehovha Mwari wako,nokufamba munzira dzake, nguva dzose; ipapo unofanira kuzowedzerazve mamwe maguta matatu kuna awa matatu;
Shona SUB 2002 Bible
kana ukachengeta murairo uyu wose nokuuita, uyu wandinokuraira nhasi, kuti ude Jehovha Mwari wako, nokufamba munzira dzake, nguva dzose; ipapo unofanira kuzowedzerazve mamwe maguta matatu kuna awa matatu;