Deuteronomy 2:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino simukai, muyambuke rukoʋa Zeredi. Tikayambuka rukoʋa Zeredi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jehovha akati, “Zvino chisimukai muyambuke Mupata weZeredhi.” Saka akayambuka mupata.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Takazonzi chisumukai muyambuke karukova Zeredhi, tikayambuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino simukai, muyambuke rukova Zeredhi. Tikayambuka rukova Zeredhi.
Shona 2009?
"Zvino simukai, muyambuke rukova Zeredhi. Tikayambuka rukova Zeredhi.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino simukai, muyambuke rukova Zeredhi. Tikayambuka rukova Zeredhi.