Deuteronomy 2:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋose ʋehondo ʋakati ʋapera nokufa pakati paʋanhu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino wokupedzisira pakati pavarume ava vokurwa akati afa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kuzoti varume vaya vezero raikwanisa kuenda kuhondo vapera kufa pakati pevaIsiraeri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino varume vose vehondo vakati vapera nokufa pakati pavanhu,
Shona 2009?
"Zvino varume vose vehondo vakati vapera nokufa pakati pavanhu,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino varume vose vehondo vakati vapera nokufa pakati pavanhu,