Deuteronomy 2:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhasi unofanira kupfuʋura napaAri, pamuganho waMoabi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nhasi unofanira kupfuura nomunyika yeMoabhu, paAri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Nhasi uno munofanira kudimura muganho weMoabhu paAru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Nhasi unofanira kupfuura napaAri, pamuganhu waMoabhu;
Shona 2009?
‘Nhasi unofanira kupfuura napaAri, pamuganhu waMoabhu;
Shona SUB 2002 Bible
‘Nhasi unofanira kupfuura napaAri, pamuganhu waMoabhu;