Deuteronomy 2:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana wosweɗera pakatarisana naʋana ʋaAmoni, usarwa naʋo, kana kuʋaʋamba; nokuti handiŋgakupi nyika yaʋana ʋaAmoni, iʋe yako; nokuti ndakaipa ʋana ʋaRoti, iʋe yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana woswedera pedyo navaAmoni, usavafurusa kana kuvadenha kuti murwisane, nokuti handingakupei kuti mutore nyika ipi zvayo yavaAmori. Ndakaipa kuti ive yezvizvarwa zvaRoti.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukange masvika munyika yavaAmoni musambovanetsa kana kudenhana navo nokuti handisi kuzokupai kunyange kadimbu kenyika yavaAmoni kuti ive nhaka yenyu nokuti ndakaipa vana vaRoti kuti ive yavo.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana woswedera pakatarisana navana vaAmoni, usarwa navo, kana kuvavamba; nokuti handingakupi nyika yavana vaAmoni, ive yako; nokuti ndakaipa vana vaRoti, ive yavo.’
Shona 2009?
kana woswedera pakatarisana navana vaAmoni, usarwa navo, kana kuvavamba; nokuti handingakupi nyika yavana vaAmoni, ive yako; nokuti ndakaipa vana vaRoti, ive yavo.'
Shona SUB 2002 Bible
kana woswedera pakatarisana navana vaAmoni, usarwa navo, kana kuvavamba; nokuti handingakupi nyika yavana vaAmoni, ive yako; nokuti ndakaipa vana vaRoti, ive yavo.’