Deuteronomy 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaiʋa ʋanhu ʋakuru, ʋazhinji, ʋarefu saʋaAnaki; asi Jehova wakaʋaparadza pamberi paʋo, ʋakaʋateʋera, ʋakagara panɀimbo yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaiva vanhu vakasimba, vakawanda, uye vakareba savaAnaki. Jehovha akavaparadza pamberi pavaAmoni, avo vakavadzinga ndokugara munzvimbo yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vari rudzi rukuru rune vanhu vakawanda, vakareba sehofori dzorudzi rwavaAnakimu. Asi Tenzi akavaparadza, vaAmoni ndokutora nyika iyoyo ndokubva vazogara panzvimbo pavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaiva vanhu vakuru, vazhinji, varefu savaAnaki; asi Jehovha wakavaparadza pamberi pavo, vakavatevera, vakagara panzvimbo yavo;
Shona 2009?
vaiva vanhu vakuru, vazhinji, varefu savaAnaki; asi Jehovha wakavaparadza pamberi pavo, vakavatevera, vakagara panzvimbo yavo;
Shona SUB 2002 Bible
vaiva vanhu vakuru, vazhinji, varefu savaAnaki; asi Jehovha akavaparadza pamberi pavo, vakavatevera, vakagara panzvimbo yavo;