Deuteronomy 2:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simukai, mufambe, muyambuke rwizi Arnoni; tarirai, ndakaisa mumaʋoko enyu Sihoni muAmori, mambo weHeshboni, nenyika yake; taŋgai kuitora, muʋambe kurwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Budai zvino muende, muyambuke mupata weArinoni. Tarirai ndakaisa muruoko rwenyu Sihoni muAmori, mambo weHeshibhoni, nenyika yake. Tangai kuitora mugorwa naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Takazonzi chisumudzirai rwendo rwenyu muyambuke Arinoni. Onai ndaisa Sihoni muAmori mambo weHeshibhoni nenyika yake mumaoko enyu. Mudenhei mumurwise muchitanga kumutorera nyika yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Simukai, mufambe, muyambuke rwizi Arinoni; tarirai, ndakaisa mumaoko enyu Sihoni muAmori, mambo weHeshibhoni, nenyika yake; tangai kuitora, muvambe kurwa naye.
Shona 2009?
"Simukai, mufambe, muyambuke rwizi Arinoni; tarirai, ndakaisa mumaoko enyu Sihoni muAmori, mambo weHeshibhoni, nenyika yake; tangai kuitora, muvambe kurwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
“Simukai, mufambe, muyambuke rwizi Arinoni; tarirai, ndakaisa mumaoko enyu Sihoni muAmori, mambo weHeshibhoni, nenyika yake; tangai kuitora, muvambe kurwa naye.