Deuteronomy 2:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakatuma nhume tiri murenje reKedemoti, kunaSihoni, mambo weHeshboni, namashoko orugare, ndiciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatuma nhume kubva murenje reKedhemoti kuna Sihoni mambo weHeshibhoni ndichikumbira rugare, uye ndikati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakatuma nhume kuna Sihoni mambo weHeshibhoni tiri kurenje reKedhemoti namashoko orugare okuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino ndakatuma nhume tiri murenje reKedhemoti, kuna Sihoni, mambo weHeshibhoni, namashoko orugare, ndichiti,
Shona 2009?
Zvino ndakatuma nhume mbiri murenje reKedhemoti, kuna Sihoni, mambo weHeshibhoni, namashoko orugare, ndichiti,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino ndakatuma nhume tiri murenje reKedhemoti, kuna Sihoni, mambo weHeshibhoni, namashoko orugare, ndichiti,