Deuteronomy 2:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nditendere kupfuʋura nomunyika yako, ndicafamba nenzira huru, handiŋgatsaukiri kurudyi kana kuruɓoshwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Titenderei kuti tipfuure nomunyika yenyu. Tichafamba nenzira huru; hatizotsauki kurudyi kana kuruboshwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Tibvumireiwo kuti tipfuure nomunyika menyu. Tichangoramba takati tande nenzira chete. Hatimbotsaukiri kurudyi kana kuruboshwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Nditendere kupfuura nomunyika yako, ndichafamba nenzira huru, handingatsaukiri kurudyi kana kuruboshwe.
Shona 2009?
‘Nditendere kupfuura nomunyika yako, ndichafamba nenzira huru, handingatsaukiri kurudyi kana kuruboshwe.
Shona SUB 2002 Bible
‘Nditendere kupfuura nomunyika yako, ndichafamba nenzira huru, handingatsaukiri kurudyi kana kuruboshwe.