Deuteronomy 2:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
seɀandakaitirwa naʋana ʋaEsau ʋagere Seiri, naʋaMoabi, ʋagere Ari; kuȿikira ndayambuka Joridani, ndikapinda munyika yatinopiwa naJehova Mŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
sezvatakaitirwa navana vaEsau vagere muSeiri, nevana vaMoabhu, vagere muAri. Kusvikira tayambuka Jorodhani tichipinda munyika iyo yatinopiwa naJehovha Mwari wedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sezvatakaitirwa navana vaEsau vagere kuSeiri, nevaMoabhu vagere kuAru kusvikira tayambuka Jorodhani tichindopinda munyika yatinopiwa naTenzi Mwari wedu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
sezvandakaitirwa navana vaEsau vagere Seiri, navaMoabhu, vagere Ari; kusvikira ndayambuka Jorodhani, ndikapinda munyika yatinopiwa naJehovha Mwari wedu.’
Shona 2009?
sezvandakaitirwa navana vaEsau vagere Seiri, navaMoabhu, vagere Ari; kusvikira ndayambuka Jorodhani, ndikapinda munyika yatinopiwa naJehovha Mwari wedu.'
Shona SUB 2002 Bible
sezvandakaitirwa navana vaEsau vagere Seiri, navaMoabhu, vagere Ari; kusvikira ndayambuka Jodhani, ndikapinda munyika yatinopiwa naJehovha Mwari wedu.’