Deuteronomy 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapota‐pota gomo iri ŋguʋa yariŋgana; dzokai muende necokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mafamba nenzira yokupoterera nyika iyi yamakomo kwenguva yakakwana, zvino chidzokai muende nechokumusoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Kudzengerera kwamaita munyika ino yamakomo kwakwana. Chinangai nechokuchamhembe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Mapota-pota gomo iri nguva yaringana; dzokai muende nechokumusoro.’
Shona 2009?
‘Mapota-pota gomo iri nguva yaringana; dzokai muende nechokumusoro.'
Shona SUB 2002 Bible
‘Mapota–pota gomo iri nguva yaringana; dzokai muende nechokumusoro.’