Deuteronomy 2:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kwandiri: Tarira, ndataŋga kuisa Sihoni nenyika yake kwauri; taŋga kutora, kuti nyika iʋe yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Tarira ndatanga kuisa Sihoni nenyika yake kwauri. Zvino chitanga kuikunda ugotora nyika yake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi akati kwandiri, ‘Chionai, ndava kuisa Sihoni nenyika yake mumaoko enyu. Chitangai kutora nyika yake muiite yenyu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kwandiri, ‘Tarira, ndatanga kuisa Sihoni nenyika yake kwauri; tanga kutora, kuti nyika ive yako.’
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kwandiri, `Tarira, ndatanga kuisa Sihoni nenyika yake kwauri; tanga kutora, kuti nyika ive yako.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kwandiri, ‘Tarira, ndatanga kuisa Sihoni nenyika yake kwauri; tanga kutora, kuti nyika ive yako.’